Eksodo 40:35 - Shona BIBLE35 Mosesi akasagona kupinda mutende rokusangana, nokuti gore rakaramba rigere pamusoro paro uye kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza tabhenakeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Mosesi akasagona kupinda mutente rokusoŋgana, nokuti gore rakaramba rigere pamsoro paro ʋuye kubginya kwaJehova kwakaŋga kwazadza tabernakeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Mosesi akasagona kupinda mutende rokusangana, nokuti gore rakaramba rigere pamusoro paro uye kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza tabhenakeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mosesi haana kukwanisa kupinda mutendhe rokusanganira pamusana pegore rakanga rakati kwidiba pariri uyewo nokupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakanga kwakazadza tendhe rinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Mosesi haana kukwanisa kupinda mutendhe rokusanganira pamusana pegore rakanga rakati kwidiba pariri uyewo nokupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakanga kwakazadza tendhe rinoera. Viz kapitola |