Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 4:9 - Shona BIBLE

9 Zvino kana vachiramba kutenda zviratidzo izvo zviviri, kana kutenda izwi rako, uchere mvura yomurwizi, uidururire pakaoma, ipapo mvura yawachera ichashanduka ropa ipapo pakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino kana ʋaciramba kutenda ɀiratidzo iɀo ɀiʋiri, kana kutenda inzwi rako, ucere mvura yomurwizi, uiɗururire pakawoma, ipapo mvura yawacera icashanduka ropa ipapo pakawoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino kana vachiramba kutenda zviratidzo izvo zviviri, kana kutenda izwi rako, uchere mvura yomurwizi, uidururire pakaoma, ipapo mvura yawachera ichashanduka ropa ipapo pakaoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 4:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy