Eksodo 4:5 - Shona BIBLE5 kuti vatende kuti ndini Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, Mwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho, akazviratidza kwauri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 kuti ʋatende kuti ndini Jehova, Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, Mŋari waAbrahama, naMŋari waIsaka, naMŋari waJakobo, wakaɀiratidza kwauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 kuti vatende kuti ndini Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, Mwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho, akazviratidza kwauri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari ndokuti, “Kana ukandoita izvozvi vaIsiraeri vachabvuma kuti ndakazviratidza kwauri ini Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu. Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari waIsaki, naMwari waJakobho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari ndokuti, “Kana ukandoita izvozvi vaIsiraeri vachabvuma kuti ndakazviratidza kwauri ini Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu. Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari waIsaki, naMwari waJakobho.” Viz kapitola |