Eksodo 4:23 - Shona BIBLE23 ndakati kwauri, ‘Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate’; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ndakati kwauri: Tendera mŋanakomana waŋgu kuenda andinamate; iwe ukaramba kumutendera; ɀino tarira ndicaʋuraya mŋanakomana wako weɗaŋgwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 ndakati kwauri, ‘Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate’; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Viz kapitola |