Eksodo 39:29 - Shona BIBLE29 nebhandi romucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, rikava basa romusoni anogona, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 nebanhire romuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, rikaʋa ɓasa romusoni unogona, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 nebhanhire romucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, rikava basa romusoni anogona, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 kwoti mundya wejira rerineni rakanakisisa rakarukirirwa newuru neyeruvara rwedenga neruvara rwehute netsvukutsvuku, sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 kwoti mundya wejira rerineni rakanakisisa rakarukirirwa newuru neyeruvara rwedenga neruvara rwehute netsvukutsvuku, sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitola |