Eksodo 39:2 - Shona BIBLE2 Akaita efodhi nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaita efodi nendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akaita efodhi nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akagadzira hanzu yeefodhi namachira erineni akanakisisa. Akairukira newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku neshinda yendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akagadzira hanzu yeefodhi namachira erineni akanakisisa. Akairukira newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku neshinda yendarama. Viz kapitola |