Eksodo 38:7 - Shona BIBLE7 Akaisa matanda mukati mezvindori zvaiva panhivi dzeatari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuranga, ikasava nechinhu mukati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akaisa matanda mukati meɀindori ɀaiʋa panhiʋi dzeartari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuraŋga, ikasaʋa necinhu mukati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akaisa matanda mukati mezvindori zvaiva panhivi dzeatari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuranga, ikasava nechinhu mukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu. Viz kapitola |