Eksodo 38:28 - Shona BIBLE28 Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu wakaita ɀikorekedzo ɀembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuɀiitira ʋo ɀindori. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro. Viz kapitola |