Eksodo 38:2 - Shona BIBLE2 Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwechete nayo; akaifukidza nendarira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaita ʋo nyaŋga dzayo pamakona ayo manna, nyaŋga dzayo dzikaʋa cinhu cimŋe cete nayo; akaifukidza nendarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwe chete nayo; akaifukidza nendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira. Viz kapitola |