Eksodo 38:18 - Shona BIBLE18 Keteni resuwo roruvanze rakanga rakaitwa nomusoni, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; kureba kwacho kwaiva namakubhiti ana makumi maviri, nokukwirira paupamhi hwacho makubhiti mashanu, zvakafanana nezvirembedzwa zvemicheka paruvanze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Cidzitiro cesuʋo roruʋazhe cakaŋga cakaitwa nomusoni, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; kureɓa kwaco kwaiʋa namakubiti anamakumi maʋiri, nokukwirira paʋupamhi bgaco makubiti mashanu, ɀakafanana neɀirembedzwa ɀemiceka paruʋazhe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Chidzitiro chesuo roruvanze chakanga chakaitwa nomusoni, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; kureba kwacho kwaiva namakubhiti ana makumi maviri, nokukwirira paupamhi hwacho makubhiti mashanu, zvakafanana nezvirembedzwa zvemicheka paruvanze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jira rokudzikatirisa pasuo rokupinda muruvanze macho rakanga rakarukwa namachira erineni akanakisisa. Rakanga rakarukirirwa richishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku urefu hwaro huchiita mamita mapfumbamwe, kureba kwaro mudenga kuchiita mamita maviri sezvakangoita machira okudzikatirisa enhandare iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jira rokudzikatirisa pasuo rokupinda muruvanze macho rakanga rakarukwa namachira erineni akanakisisa. Rakanga rakarukirirwa richishongedzwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku urefu hwaro huchiita mamita mapfumbamwe, kureba kwaro mudenga kuchiita mamita maviri sezvakangoita machira okudzikatirisa enhandare iyoyo. Viz kapitola |