Eksodo 37:4 - Shona BIBLE4 Akaveza matanda omuakeshia, akaafukidza nendarama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋeza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akaveza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama. Viz kapitola |