Eksodo 37:26 - Shona BIBLE26 Akaifukidza nendarama yakaisvonaka, kumusoro kwayo, nenhivi dzayo dzose, nenyanga dzayo; akaiitirawo hata yendarama yakanga yakaipoteredza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka, kumsoro kwayo, nenhiʋi dzayo dzose, nenyaŋga dzayo; akaiitira ʋo hata yendarama yakaŋga yakaipotedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akaifukidza nendarama yakaisvonaka, kumusoro kwayo, nenhivi dzayo dzose, nenyanga dzayo; akaiitirawo hata yendarama yakanga yakaipoteredza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Atari iyoyo yakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa nenhivi dzayo dzose nezvinenge nyanga zviya zvapamusoro pamakona ayo. Pamusoro peatari pakapenderwa nomukombero wendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Atari iyoyo yakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa nenhivi dzayo dzose nezvinenge nyanga zviya zvapamusoro pamakona ayo. Pamusoro peatari pakapenderwa nomukombero wendarama. Viz kapitola |