Eksodo 37:22 - Shona BIBLE22 Mafundo azvo namatavi azvo akanga akaumbwa pamwechete nazvo, zvose zvikava chinhu chimwe chakanga chakumbwa nendarama yakaisvonaka, yakapambadzirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mafundo aɀo namataʋi aɀo akaŋga akaʋumbga pamŋe cete naɀo, ɀose ɀikaʋa cinhu cimŋe cakaŋga cakaʋumbga nendarama yakaiȿo‐naka, yakapambadzirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mafundo azvo namatavi azvo akanga akaumbwa pamwechete nazvo, zvose zvikava chinhu chimwe chakanga chakumbwa nendarama yakaisvonaka, yakapambadzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chigadzikiro ichocho namapazi acho namaruva acho zvaiva zvendarama chaiyo yakanakisisa, zvakabatanidzwa zviri chinhu chimwechete. Viz kapitola |