Eksodo 37:15 - Shona BIBLE15 Akaita matanda omuakeshia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Viz kapitola |