Eksodo 37:13 - Shona BIBLE13 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaiitira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaisa ɀindori pamakona manna aiʋa pamakumbo ayo manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akaiitira zvindori zvina zvendarama, akaisa zvindori pamakona mana aiva pamakumbo ayo mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaigadzirira maringi endarama mana okupfekera mapango okuitakurisa, akaaisa pamakona mana apamakumbo ayo. Viz kapitola |