Eksodo 37:11 - Shona BIBLE11 Akaifukidza nendarama yakaisvonaka, akaiitirawo hata yendarama yakanga ichiipoteredza; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka, akaiitira ʋo hata yendarama yakaŋga iciipotedza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akaifukidza nendarama yakaisvonaka, akaiitirawo hata yendarama yakanga ichiipoteredza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akainamirira ndarama chaiyo yakanakisisa, ndokuipendera nendarama mativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akainamirira ndarama chaiyo yakanakisisa, ndokuipendera nendarama mativi ose. Viz kapitola |