Eksodo 36:37 - Shona BIBLE37 Akaitirawo mukova weTende keteni rezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; rakanga riri basa romusoni anogona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akaitira ʋo mukoʋa weTente cidzitiro ceɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; rakaŋga riri ɓasa romusoni unogona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akaitirawo mukova weTende chidzitiro chezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; rakanga riri basa romusoni anogona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Akagadzirawo jira rokudzikatirisa pamusuo wetendhe rinoera, rerineni rakanakisisa rakarukirirwa zvakanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Akagadzirawo jira rokudzikatirisa pamusuo wetendhe rinoera, rerineni rakanakisisa rakarukirirwa zvakanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Viz kapitola |