Eksodo 36:36 - Shona BIBLE36 Akachiitira mbiru ina dzomuakeshia, akadzifukidza nendarama; zvikorekedzo zvadzo zvakanga zviri zvendarama, akadziumbirawo zvigadziko zvina zvesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Akaciitira mbiru inna dzomuakasia, akadzifukidza nendarama; ɀikorekedzo ɀadzo ɀakaŋga ɀiri ɀendarama, akadziʋumbira ʋo ɀigadziko ɀinna ɀesirveri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Akachiitira mbiru ina dzomuakasia, akadzifukidza nendarama; zvikorekedzo zvadzo zvakanga zviri zvendarama, akadziumbirawo zvigadziko zvina zvesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha. Viz kapitola |