Eksodo 35:32 - Shona BIBLE32 kuti afunge mano oumhizha, nokubata nendarama, nesirivha, nendarira, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kuti afuŋge mano oʋumhizha, nokuɓata nendarama, nesirveri, nendarira, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 kuti afunge mano oumhizha, nokubata nendarama, nesirivha, nendarira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 hwokugona kufanotara mifananidzo yezvinhu zvingade kuzopfurwa zvendarama nezvesirivha nezvendarira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 hwokugona kufanotara mifananidzo yezvinhu zvingade kuzopfurwa zvendarama nezvesirivha nezvendarira Viz kapitola |