Eksodo 35:28 - Shona BIBLE28 nemiti inonhuwira, namafuta okuvhenekesa nawo, nezvokuzodza nazvo, noupfu hunonhuwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 nemiti inonhuwira, namafuta okuvenekesa nawo, neɀokuzodza naɀo, noʋupfu ʋunonhuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 nemiti inonhuwira, namafuta okuvhenekesa nawo, nezvokuzodza nazvo, noupfu hunonhuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 vakaunzawo twokubikisa tunonhuhwira namafuta amarambi namafuta okuzodza norusenzi runonhuhwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 vakaunzawo twokubikisa tunonhuhwira namafuta amarambi namafuta okuzodza norusenzi runonhuhwira. Viz kapitola |