Eksodo 34:24 - Shona BIBLE24 Nokuti ndichadzinga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakungavi nomunhu achachiva nyika yako, kana achikwira katatu pagore kuti azviratidze pamberi paJehovha, Mwari wako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nokuti ndicadziŋga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakuŋgaʋi nomunhu ucaciʋa nyika yako, kana ucikwira katatu pagore kuti uɀiratidze pamberi paJehova, Mŋari wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nokuti ndichadzinga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakungavi nomunhu achachiva nyika yako, kana achikwira katatu pagore kuti azviratidze pamberi paJehovha, Mwari wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndinodaro nokuti ndichaita kuti ndudzi dzavanhu dzikutizei ndigokudza-kudza nyika yenyu zvokuti pamunouya katatu kwandiri hapana anozoita ruchiva rwokuda kukutorerai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndinodaro nokuti ndichaita kuti ndudzi dzavanhu dzikutizei ndigokudza-kudza nyika yenyu zvokuti pamunouya katatu kwandiri hapana anozoita ruchiva rwokuda kukutorerai. Viz kapitola |