Eksodo 33:22 - Shona BIBLE22 Zvino kana kubwinya kwangu kwopfuura, ndichakupinza mumukana webwe, ndigokufukidza noruoko rwangu kusvikira ndapfuura; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino kana kubginya kwaŋgu kwopfuʋura, ndicakupinza mumukaha webge, ndigokufukidza noruʋoko rwaŋgu kuȿikira ndapfuʋura; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino kana kubwinya kwangu kwopfuura, ndichakupinza mumukana webwe, ndigokufukidza noruoko rwangu kusvikira ndapfuura; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saka kupenya hwokuvapo kwangu pakuchapfuura nepo, mubako redombo iroro ndichakufukidza noruoko rwangu kudzamara ndapfuura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Saka kupenya hwokuvapo kwangu pakuchapfuura nepo, mubako redombo iroro ndichakufukidza noruoko rwangu kudzamara ndapfuura. Viz kapitola |