Eksodo 32:26 - Shona BIBLE26 Mosesi akandomira musuwo remisasa, akati, “Ani naani ari kurutivi rwaJehovha, ngaauye kwandiri.” Vana vaRevhi vose vakaungana kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mosesi akandomira musuʋo remisasa, akati: Aninani uri kurutiʋi rwaJehova, ŋgaaʋuye kwandiri. Ʋana ʋaRevi ʋose ʋakaʋuŋgana kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Mosesi akandomira musuo remisasa, akati, “Ani naani ari kurutivi rwaJehovha, ngaauye kwandiri.” Vana vaRevhi vose vakaungana kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mosesi akabva amira pasuo guru rapamatendhe akadaidzira achiti, “Vose vanosimbira kudivi raTenzi uyai kuno kwandiri.” VaRevhi vose vakaungana kwaiva naMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mosesi akabva amira pasuo guru rapamatendhe akadaidzira achiti, “Vose vanosimbira kudivi raTenzi uyai kuno kwandiri.” VaRevhi vose vakaungana kwaiva naMosesi. Viz kapitola |