Eksodo 32:23 - Shona BIBLE23 Nokuti vakati kwandiri, ‘Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti ʋakati kwandiri: Tiitirei ʋamŋari ʋaŋgatituŋgamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, hatiziʋi cakaitika naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti vakati kwandiri, ‘Tiitirei vamwari vangatitungamirira, nokuti kana ari Mosesi uyu, munhu uya wakatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi chakaitika naye.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndivo vakatonditi, ‘Tigadzirire vamwari vangatitungamirire nokuti zvaMosesiwo uyu nyakutiburitsa muIjipiti hatichamboziva chakamuwira.’ Viz kapitola |