Eksodo 32:22 - Shona BIBLE22 Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Aroni akati: Shuŋgu dzashe waŋgu ŋgadzirege kumuka hadzo; munoziʋa ʋanhu aʋa, kuti ʋanoŋgoɗa kutadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. Viz kapitola |