Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:18 - Shona BIBLE

18 Iye akati, “Haazi mazwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana Mazwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere–mhere yavanhu vanoimba.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Iye akati: Haazi manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukunda kwaʋo, kana manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukundwa kwaʋo; asi ndinonzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanoimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Iye akati, “Haazi manzwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana manzwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere-mhere yavanhu vanoimba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy