Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 2:9 - Shona BIBLE

9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubairo wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mukunda waFarao akati kwaari: Tora mŋana uyu, undimŋisire iye, ndigokupa muɓairo wako. Mukadzi akatora mŋana, akandomumŋisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 2:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy