Eksodo 2:8 - Shona BIBLE8 Mukunda waFarao akati kwaari, “Enda.” Musikana akaenda, akandodana mai vomwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mukunda waFarao akati kwaari: Enda. Musikana akaenda, akandoɗana mai ʋomŋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Mukunda waFarao akati kwaari, “Enda.” Musikana akaenda, akandodana mai vomwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka. Viz kapitola |