Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 2:5 - Shona BIBLE

5 Zvino mukunda waFarao akaburuka kundoshamba murwizi, vasikana vake vakafamba–famba pamhenderekedzo dzorwizi; iye akaona tswanda pakati petsanga, ndokutuma musikana wake kunoitora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino mukunda waFarao wakaɓuruka kundoshamba murwizi, ʋasikana ʋake ʋakafamba‐famba pamhenderekedzo dzorwizi; iye akaʋona tswanda pakati petsaŋga, ndokutuma musikana wake kundoitora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino mukunda waFarao akaburuka kundoshamba murwizi, vasikana vake vakafamba-famba pamhenderekedzo dzorwizi; iye akaona tswanda pakati petsanga, ndokutuma musikana wake kundoitora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino mukunda waFarao akadzika kurwizi kuzoshamba muviri. Vasikana vaimushandira vaiva naye vaifamba munyasi memahombekombe erwizi. Mukunda waFarao akaona tswanda iya iri mutsanga, akatuma mumwe musikana aimushandira kundoitora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvino mukunda waFarao akadzika kurwizi kuzoshamba muviri. Vasikana vaimushandira vaiva naye vaifamba munyasi memahombekombe erwizi. Mukunda waFarao akaona tswanda iya iri mutsanga, akatuma mumwe musikana aimushandira kundoitora.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 2:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy