Eksodo 2:25 - Shona BIBLE25 Mwari akaona vana VaIsiraeri, Mwari akavarangarira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mŋari akaʋona ʋana ʋaIsraeri, Mŋari akaʋaraŋgarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Mwari akaona vana vaIsiraeri, Mwari akavarangarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mwari akatarisa vaIsiraeri akaita hanya navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mwari akatarisa vaIsiraeri akaita hanya navo. Viz kapitola |