Eksodo 2:24 - Shona BIBLE24 Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋari akanzwa kugomba kwaʋo, Mŋari akaraŋgarira suŋgano yake naAbrahama, naIsaka, naJakobo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Mwari akanzwa kugomba kwavo, Mwari akarangarira sungano yake naAbhurahamu, naIsaka, naJakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mwari akanzwa kudandaura kwavo nenhamo ndokurangarira chitenderano chaakaita naAbhurahamu naIsaki naJakobho. Viz kapitola |