Eksodo 2:22 - Shona BIBLE22 Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Gershomi, nokuti wakati: Ndakaŋga ndiri mutorwa munyika yaʋamŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Viz kapitola |