Eksodo 2:17 - Shona BIBLE17 Vafudzi vakauya, vakavadzingapo, asi Mosesi akasimuka, akavabatsira, akanwisa makwai avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋafudzi ʋakaʋuya, ʋakaʋadziŋga’po, asi Mosesi wakasimuka, akaʋaɓatsira, akanwisa makwai aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vafudzi vakauya, vakavadzingapo, asi Mosesi akasimuka, akavabatsira, akanwisa makwai avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kwakauyawo vamwe vafudzi vakavadzinganisa. Asi Mosesi akasimuka akandonunura vasikana ava, akanwisa zvipfuwo zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kwakauyawo vamwe vafudzi vakavadzinganisa. Asi Mosesi akasimuka akandonunura vasikana ava, akanwisa zvipfuwo zvavo. Viz kapitola |