Eksodo 11:2 - Shona BIBLE2 Zvino udza vanhu vanzwe, kuti murume mumwe nomumwe akumbire kune wekwake, nomukadzi mumwe nomumwe akumbire kune wekwake, vapiwe zvishongo zvesirivha nezvishongo zvendarama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋudza ʋanhu ʋanzwe, kuti murume mumŋe nomumŋe akumbire kunowokwake, nomukadzi mumŋe nomumŋe akumbire kunowokwake, ʋapiwe ɀishoŋgo ɀesirveri neɀishoŋgo ɀendarama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino udza vanhu vanzwe, kuti murume mumwe nomumwe akumbire kunowokwake, nomukadzi mumwe nomumwe akumbire kunowokwake, vapiwe zvishongo zvesirivha nezvishongo zvendarama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Saka taurira vaIsiraeri vose vazvinzwe kuti munhu wese murume kana mukadzi ngaakumbire muIjipiti waakavakidzana naye kuti amupe zvinhu zvesirivha nezvendarama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Saka taurira vaIsiraeri vose vazvinzwe kuti munhu wese murume kana mukadzi ngaakumbire muIjipiti waakavakidzana naye kuti amupe zvinhu zvesirivha nezvendarama.” Viz kapitola |