Eksodo 10:27 - Shona BIBLE27 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akaramba kuvatendera kuenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akaramba kuʋatendera kuenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akaramba kuvatendera kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitola |