Eksodo 10:20 - Shona BIBLE20 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasatendera vana VaIsiraeri kuenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akasatendera ʋana ʋaIsraeri kuenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasatendera vana vaIsiraeri kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo, naizvozvo akarambidza vaIsiraeri kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo, naizvozvo akarambidza vaIsiraeri kuenda. Viz kapitola |