Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 10:17 - Shona BIBLE

17 Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Naiɀoɀo ɀino ndikaŋganwirei ɀiʋi ɀaŋgu ŋguʋa ino ɓedzi, mukumbire kunaJehova Mŋari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 10:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy