Eksodo 10:11 - Shona BIBLE11 Haisva! Imi varume endai henyu, munonamata Jehovha, nokuti ndizvo zvamakumbira.” Vakadzingwa pamberi paFarao. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Haiȿa! Imi ʋarume endai henyu, mundonamata Jehova, nokuti ndiɀo ɀamakumbira. Ʋakadziŋgwa pamberi paFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Haisa! Imi varume endai henyu, mundonamata Jehovha, nokuti ndizvo zvamakumbira.” Vakadzingwa pamberi paFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao. Viz kapitola |