Eksodo 1:8 - Shona BIBLE8 Zvino muIjipiti makamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino paEgipita pakamuka mumŋe mambo mutȿa, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino paIjipiti pakamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Viz kapitola |