Eksodo 1:21 - Shona BIBLE21 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino madzimbuya ɀaakaŋga acitya Mŋari, iye akaʋapa mhuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Viz kapitola |