Eksodo 1:19 - Shona BIBLE19 Madzimbuya akati kuna Farao, “Nokuti vakadzi vaVaHebheru havana kufanana navakadzi vaVaIjipiti, nokuti vane simba; mbuya vasati vasvika kwavari, vatopona havo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Madzimbuya akati kunaFarao: Nokuti ʋakadzi ʋaʋaHeberu haʋana‐kufanana naʋakadzi ʋaʋaEgipita, nokuti ʋanesimba; mbuya ʋasati ʋaȿika kwaʋari, ʋatopona haʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Madzimbuya akati kuna Farao, “Nokuti vakadzi vavaHebheru havana kufanana navakadzi vavaIjipiti, nokuti vane simba; mbuya vasati vasvika kwavari, vatopona havo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.” Viz kapitola |