Eksodo 1:15 - Shona BIBLE15 Zvino mambo weIjipiti akaudza madzimbuya aVaHebheru, vainzi mumwe Shifura, mumwe Pua; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino mambo weEgipita akaʋudza madzimbuya aʋaHeberu, ʋainzi mumŋe Shifra, mumŋe Pua; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino mambo weIjipiti akaudza madzimbuya avaHebheru, vainzi mumwe Shifura, mumwe Pua; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mambo weIjipiti akataurira Shifura naPua vanyamukuta vaigamuchira vana paipona madzimai echiHebheru Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mambo weIjipiti akataurira Shifura naPua vanyamukuta vaigamuchira vana paipona madzimai echiHebheru Viz kapitola |