Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 1:11 - Shona BIBLE

11 Naizvozvo vakagadza pamusoro pavo vatariri vebasa, kuti vavanetse nemirimo yavo. Vakavakira Farao maguta ana matura, Pitomu naRamesesi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Naiɀoɀo ʋakagadza pamsoro paʋo ʋatariri ʋeɓasa, kuti ʋaʋanetse nemirimo yaʋo. Ʋakaʋakira Farao maguta anamatura, Pitomi neRamesesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Naizvozvo vakagadza pamusoro pavo vatariri vebasa, kuti vavanetse nemirimo yavo. Vakavakira Farao maguta ana matura, Pitomi naRamesesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Naizvozvo vaIjipiti vakazoisa vanhu vokushandisa vaIsiraeri basa rinorema rechibharo rokuvarwadzisa. VaIsiraeri vakabatwa zvakaipa vachimanikidzwa kuita mabasa airema zvikuru. Vakavakira Farao maguta ematura. Maguta acho ainzi Pitomu neRamesesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy