Danieri 9:9 - Shona BIBLE9 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 KunaShe Mŋari weɗu ndi’ko kunenyasha nokukaŋganwira, nokuti takamumukira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ishe Mwari wedu ndiye ane ngoni uye anokanganwira, kunyange dai takamumukira. Viz kapitola |