Danieri 8:6 - Shona BIBLE6 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ikaȿika pagondobge, raiʋa nenyaŋga mbiri, randakaʋona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimiri pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Yakauya yakananga kugondobwe raiva nenyanga mbiri randakanga ndaona rimire parutivi rwomugero ndokuritunga zvine hasha kwazvo. Viz kapitola |