Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:26 - Shona BIBLE

26 Zvawakaratidzwa zvamadekwana nezvamangwanani, zvawakaudzwa, ndezvazvokwadi; asi iwe vanza zvawaona, nokuti ndezvamazuva mazhinji anozouya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀawakaratidzwa ɀamaɗekwana neɀamaŋgwanani, ɀawakaʋudzwa, ndeɀaɀokwaɗi; asi iwe ʋanza ɀawaʋona, nokuti ndeɀamazuʋa mazhinji anozoʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvawakaratidzwa zvamadekwana nezvamangwanani, zvawakaudzwa, ndezvazvokwadi; asi iwe vanza zvawaona, nokuti ndezvamazuva mazhinji anozouya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Chiratidzo chezvamanheru nezvamangwanani charehwa chiya ndechechokwadi. Asi wochipfundira chiratidzo ichocho nokuti ndechezvichauya mushure menguva ndefu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Chiratidzo chezvamanheru nezvamangwanani charehwa chiya ndechechokwadi. Asi wochipfundira chiratidzo ichocho nokuti ndechezvichauya mushure menguva ndefu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Chiratidzo chamadekwana nechamagwanani chakapiwa kwauri ndechechokwadi, asi vanza chiratidzo icho, nokuti ndechenguva inouya.”

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy