Online Bible

- Reklamy -

Danieri 8:23 - Shona BIBLE

23 “Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino paŋguʋa yokupedzisira yoʋushe bgaʋo, kana ʋaɗariki ʋazadza ciyero caʋo, mambo uneciso cinehasha, unoziʋa kuita namano akaipa, ucamuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Kumagumo chaiko kwohutongi hwavo, vakaipa pavanengewo zvino vakombodza, kuchazomuka mumwe mambo, munhu ane uso hune chivindi, shasha mumadimikira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Kumagumo chaiko kwohutongi hwavo, vakaipa pavanengewo zvino vakombodza, kuchazomuka mumwe mambo, munhu ane uso hune chivindi, shasha mumadimikira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Panguva yokupedzisira yokutonga kwavo, vapanduki pavachanyanya kuipa, mambo ane chiso chakaomarara, mukuru wouipi, achamuka.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 8:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy