Danieri 8:16 - Shona BIBLE16 Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndikanzwa inzwi romunhu ricibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, riciɗana riciti: Gabrieri, ɗudzira munhu uyu ɀaakaratidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye ndakanzwa inzwi romunhu richibva kuUrai richidana richiti, “Gabhurieri, taurira munhu uyu zvinoreva chiratidzo.” Viz kapitola |