Online Bible

- Reklamy -

Danieri 7:28 - Shona BIBLE

28 “Ndiko kuguma kweshoko. Kana ndirini Dhanieri, pfungwa dzangu dzakandivhundusa kwazvo, chiso changu chikashandurwa mukati mangu; asi ndakachengeta shoko iri mumwoyo mangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ndi’ko kuguma kweshoko. Kana ndiri’ni Danieri, pfuŋgwa dzaŋgu dzakandivundusa kwaɀo, ciso caŋgu cikashandurwa mukati maŋgu; asi ndakaceŋgeta shoko iri mumŋoyo maŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 “Ndiko kuguma kweshoko. Kana ndirini Dhanieri, pfungwa dzangu dzakandivhundusa kwazvo, chiso changu chikashandurwa mukati mangu; asi ndakachengeta shoko iri mumwoyo mangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 “Pano ndipo pakaperera nyaya iyoyi. Asi ini Dhanieri ndakadumbirwa kwazvo nendangariro dzangu ndikasanduka ruvara, asi ndakangozvichengeta mumwoyo mangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 “Pano ndipo pakaperera nyaya iyoyi. Asi ini Dhanieri ndakadumbirwa kwazvo nendangariro dzangu ndikasanduka ruvara, asi ndakangozvichengeta mumwoyo mangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 “Aya ndiwo magumo enyaya. Ini, Dhanieri, ndakatambudzika zvikuru nepfungwa dzangu, uye uso hwangu hwakatsvukuruka, asi ndakachengeta nyaya iyi mumwoyo mangu.”

Viz kapitola kopírovat

Danieri 7:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy