Danieri 7:2 - Shona BIBLE2 Dhanieri akataura, akati, “Ndakaona pane zvandakaratidzwa usiku, tarirai, mhepo ina dzokudenga dzakamutsa gungwa guru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Danieri akataura, akati: Ndakaʋona paneɀandakaratidzwa ʋusiku, tarirai, mhepo inna dzokuɗeŋga dzakamutsa guŋgwa guru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Dhanieri akataura, akati, “Ndakaona pane zvandakaratidzwa usiku, tarirai, mhepo ina dzokudenga dzakamutsa gungwa guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dhanieri akati, “Zvandakaona muchiratidzo usiku ndezvizvi. Ndakaona mhepo dzokumativi mana edenga dzichisimudza zigungwa guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dhanieri akati, “Zvandakaona muchiratidzo usiku ndezvizvi. Ndakaona mhepo dzokumativi mana edenga dzichisimudza zigungwa guru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Dhanieri akati, “Muchiratidzo changu usiku, ndakatarira, uye hapo pamberi pangu pakanga pane mhepo ina dzokudenga dzaibvongodza gungwa guru. Viz kapitola |